Boarding_Master 
Boarding_Master 

@tnaka_glen

20 Tweets 3 reads Jun 08, 2024
Women can be very crazy kana vanyatso kukuda shame πŸ™ŒπŸ»πŸ˜‚
THREAD
So i was in this very peaceful relationship with a very fine hun when i was in university, we had been together for 2 good yrs, and every weekend the hun would come to my house from Friday till Mon morning paayi dzokera ku rez and classes then came back the next weekend, cont…
some of the weekends i would go with my friends kuma clubs and then come back home babe asara kuden but amwe ma weekends ndaigona kudzoka the following day munhu ozongo popota kuti wandisiya ndega husiku wese apa ndanga ndavinga iwewe, but we all knw chinozongotsva πŸ‘πŸ†zvopera
She was good zvekuti pandaidzoka waiwana hun akakubikira an amazing breakfast neka coffee zvaibvisa bhabharasi, damn mwana aigona kubika iyeye, + ma back shots mamwe andisina kana zera nawo till this day πŸ˜‹πŸ™ŒπŸ»
Then there was this month when ka business kangu kema iphone pakaifamba big time, ndikapedza Γ« whole month, 4 good weekends babe achiwuya friday inin ndobuda kuma 6/7 ndichiti ndiri kudzoka, then ndodzoka zvangu sunday manheru πŸ€¦πŸ»β€β™‚οΈπŸ˜‚ and phone yaisara naye kumba so i was unreachabl
Month iroro takarwa zvekutosvika pakusataura,ndikatombo piwa ma last warning chichi, tuma threats but haaa chinhu ndaichi mhanya big time and tuma wig netumari ndaibvuma kubuda saka iye ndiye ayiita lose akabaya and i was loyal big time, what more would you want from a boyfriend
The next month manje ndakabaya friday as usual, but came back that friday late though, babe akangoti β€œzvichapera izvi” ari srs ndikangozvi tora light apa ndaigozivei kuti pane zvarongwa
So as usual, babe prepared a top tier breakfast the following Sat morning but this time coffee tasted a little different, minutes later ndikaita mumwe mudumbu wandaita ma days andaive nema ulcers kana kuti ndadya honey, (was allergic to honey)
Next weekend boys came over tikamwira beer paden pangu + fifa + weed, and babe had to go back ku rez coz haa environment yanga isisiri romentic, then sat akawuya futi monaz, she made food ndikabva ndarwara futy, haa this time ndakambofunga kuti ndakufa
Strange thing was in all these incidents, babe would blame beer, β€œ ndakambokuudza Taa, uri kuriwanza doro hona izvezvi waku trigger ma acids, go get checked na aunt vangu”. she had an aunt who was a Doctor
For the next 2 weekends ndaingomwa zvangu but pfungwa dzanga dzakufunga madays ema ulcers ndichitadza kana kudya sadza zvaro, haiwa those days were terrible 😭 + pfungwa dzekuti saka ndosiya beer, ndakatomboita depressed
Fast forward, ndakazoenda kunowona doc vaya manje, haa chiremba akandiudza kuti haa mdhara kana muchida zvee life siyayi beer otherwise muno kika bucket, haiwa hana yakarova ndikati vadzimu vanga vasingade ndi graduater vakuda kusimuka manje, ndikati mira kumwa beer paya
Mudzi wenyaya manje,πŸ™ŒπŸ» vakadzi makawoma, ahhh nanhasi ndine trauma yevaskana vanopinda nemoyo, i fear women 🀞🏻😭
Right after 2-3 months ndisingabate beer ndichigara paden every weekend, yaa love yaitsva big time nyangwe pfungwa dzeku wifa mwana dzanga dzakutondi nyangira paya
Bae akaita ma heavy flows, ziku head ache nekupera power apa anga achangobva kumwa morning after
Ne panic, i took her phone, and went to look up her aunt, the Dr kuti ndivhunze kuti ndoita sei coz the situation was wild & scary
Then boom i saw my name mu chat muya, haa ndakari verenga ressseee zvaro chat iro…. Mmhh ayas zvakawoma πŸ€”πŸ₯²πŸ™ŒπŸ»
So babe zvaita manje,pese paayindi gadzirira breakfast yekubvisa bhabharasi makuseni, mwana ayiisa honey mu coffee, yaibva yandi rwarisa coz i was allergic to honey,then she had communicated with her aunt achivaudza kuti Taa ari kurwara pese paange amwa doro , and twisted the…
story to her aunt and made it sound like ma ulcers angu adzoka and she is worried about me because andis kuda kuyenda kwa Doctor but im not well all the time, so when we went kwa doctor all the symptoms i told her were tailored to those of ulcers and she gave me pills and…
told me to stop drinking, imagine being told to stop drinking na chiremba ahhh, kunzi β€œmira kumwa Doro”!
After reading the chat nekubatanidza zvese zvaaindita when i looked back at her honestly i was disappointed, hurt so many mixed, zviya zvekunzwa kana kuda kurova munhu, apa iye ayirwara futy achitoshungurudzika nxaa
To be continued…

Loading suggestions...